Jehovha - Takura

Jehovha - Takura

Альбом
Takura Essentials
Год
2020
Язык
`영어`
Длительность
170270

아래는 노래 가사입니다. Jehovha , 아티스트 - Takura 번역 포함

노래 가사 " Jehovha "

번역이 포함된 원본 텍스트

Jehovha

Takura

Pindirai mwari wangu

Chenesai moyo wangu

Regererai muvengi wangu

All they do is talk on social media

If i die ndiri young

Chengetai mwana wangu

Wedzerai mari yangu

I just wanna make a couple billions

Close your month iti zii

With the gang gang idya easy

Keep your mouth on a leash

Or you might lose your whip and you bae

Fonera mike ndiri busy

I’m in London with my niece

Should I buy Louis v

Or I will just get Gucci

When I land home

Gucci fake, Gucci faaake

Gucci fake gang muriseei

Muriseei, muriseeiii

Ndiri downtown, muriseeiii

Firitai miromo yenyu

Handidyi sadza kumba kwenyu

Dzidzisai yana venyu

Ndovachadya kumba kwenyu

5:16 va garatia

Musachiva zvamusina

Iwe Tytan na Olinda

Musasiyane mazvinzwa

Dzikisai mitengo yenyu

Inzwai nyasha mumoyo menyu

Chenjerai hama dzenyu

Dzine shanje nemi

Handitambe nhodo nemi

Tell your girlfriend hanzi mhoro neni

I’m your role model homie

Mwari tumirai zvenyu ma angels

Pindirai mwari wangu

Chenesai moyo wangu

Regererai muvengi wangu

All they do is talk on social media

If i die ndiri young

Chengetai mwana wangu

Wedzerai Mari yangu

I just wanna make a couple billons

Pindirai yeah

Chenesai yeah

Regererai yeahh

All they do.

If I die yeahhh

Chengetai yeahh

Wedzerai yeahhh

I just wanna

Iyoyi ndoisina

Ma Zimbabweans akadzidza iyi

Itori a study

Ita enda una studer

200만 개 이상의 가사

다양한 언어로 된 노래

번역

모든 언어로 고품질 번역

빠른 검색

몇 초 만에 원하는 텍스트를 찾으세요