아래는 노래 가사입니다. Bvumbamirai , 아티스트 - Jah Prayzah 번역 포함
번역이 포함된 원본 텍스트
Jah Prayzah
Pamunovhika, painovhuruvhuta
Mweya yakaipa, mweya yandinotya
Pamunovhika, painovhuruvhuta (honde)
Mweya yakaipa (ahh honde), mweya yandinotya (honde)
Painodzoka, ichamirira kwadoka (honde)
Mweya yakaipa (ahh honde), mweya yandinotya
Painodzoka, ichamirira kwadoka
Mweya yakaipa (ahh honde), mweya yandinotya
Huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira)
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira)
Ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)

Makata iwe makata (bvumbamira)
Tichingoripo tichigomera (bvumbamira)
Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira)

Nekuti mandinzwa muchembre (bvumbamira)
Kwekwe tamuka ka, uraram semucheche
Vadzimu vari mugomo, vasati vapindura
Kwekwe tamuka ka, urarame semucheche
Vadzimu vari mugomo, vasati havapindura
Shungu iwe, shungu iwe
Zviuya zvirimberi
Izwi revari musango, harisati ranzwika
Shungu iwe, shungu iwe
Zviuya zvirimberi
Izwi revari musango, harisati rapindura
Huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira)
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira)
Ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
Huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira)
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira)
Ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
Makata iwe makata (bvumbamira)
Tichingoripo tichigomera (bvumbamira)
Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
Makata iwe makata (bvumbamira)
Tichingoripo tichigomera (bvumbamira)
Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
Homwe, ichabereka dzimwe homwe
Mukoma rugare (hande), mukoma rugare
Kumbirawo uchenjeri, uchazova chikonzero
Cherugare (hande), mukoma rugare
Haiwa mondiyeuka, pamucharangarira vamwe
Mudzimu unoyera baba musakoshiwa kundipa
Rugare (hande), mukoma rugare
Haiwa mondiyeuka, pamuchakomborera vamwe
Mudzimu unoyera baba ndovavarira
Rugare (hande), mukoma rugare
Huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira)
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira)
Ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
Huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira)
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira)
Ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
Makata iwe makata (bvumbamira)
Tichingoripo tichigomera (bvumbamira)
Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
Makata iwe makata (bvumbamira)
Tichingoripo tichigomera (bvumbamira)
Asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
다양한 언어로 된 노래
모든 언어로 고품질 번역
몇 초 만에 원하는 텍스트를 찾으세요