Kwayedza - Jah Prayzah

Kwayedza - Jah Prayzah

Год
2020
Язык
`스와힐리어`
Длительность
323830

아래는 노래 가사입니다. Kwayedza , 아티스트 - Jah Prayzah 번역 포함

노래 가사 " Kwayedza "

번역이 포함된 원본 텍스트

Kwayedza

Jah Prayzah

Haiya hoiyerere

Haiya hoiyerere

Haiya hoiyerere

Haiya hoiyerere

Haiya hoiyerere

Heiye heiyerere

Wandinzwa ndichinge nzombe kukuma

Zvikanzi shumba inga dzinoruma

Bereka makumbo tiende chikomanawe

Ko inga mabatiro akasiyana

Handingarire seshiri vakomana

Ko inga ndiri nondo inofamba

Dzakatamba chembere dzikatirutsira

Yakanga yangova Mdhara Achauya

Zadzisa mukombe tigoukutura

Tamuka, ngoma rega kuibvarurawoka

Yakanga yangova Goto rine hwema

Tamuka, ngoma rega kuibvarura

Kwayedza kwayedza iwe (aiwa, aiwa)

Kwayedza kwayedza muzukuru (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa)

Kwayedza kwayedza mukuruwe (aiwa, aiwa)

Kwayedza kwayedza muzukuru (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa)

Ukanzi chinja mutupo (aiwa)

Daira muzukuru (aiwa)

Unobvuma here? (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa)

Vakakuti chinja ruvara (aiwa)

Woita ganda jena (aiwa)

Aiwa unoda here? (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa)

Kuchiva rumwe rudzi hurema (aiwa)

Mwana wemutema (aiwa)

Ucharamba uri mutema (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa)

Kuchiva rumwe rudzi hurema (aiwa)

Mwana wemutema (aiwa)

Ucharamba uri mutema (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa)

Haiya hoiyerere

Haiya hoiyerere

Haiya hoiyerere

Haiya hoiyerere

Mukaona tupwere kudzana-dzana, yarira akomana

Mukaona tavamba kugamuchidza, takashanda asikana

Mukaona tupwere kudzana-dzana, yarira akomana

Mukaona tatanga kugamuchidza, takashanda asikana

Hanga yangu (hanga)

Ndakasungira dhibhura ndomene (hanga)

Hanga yangu (hanga)

Ndakanoteya dhibura ndomene (hanga)

Hanga yangu (hanga)

Ndakasungira dhibhura ndomene (hanga)

Hanga yangu (hanga)

Ndakanoteya dhibura ndomene

Kundipa museve usina uta iwe

Haa wandivirimira

Haa mutema wakaoma, haa mutema wakaoma

Kundipa museve usina uta iwe

Haa wandivirimira

Haa mutema wakaoma, haa mutema wakaoma

Wanditi mbwende wandionei?

Haa wandivirimira

Haa mutema wakaoma, haa mutema wakaoma

Wanditi mbwende wandioneiko?

Haa wandivirimira

Haa mutema wakaoma, haa mutema wakaoma

Kufamba kwangu mutserendende (hee ndehaa)

Handinyenyeredze muberevere (haa ndinofamba ndega)

Ibvai munzira majerenyenje (hiya hiya hiya)

Patinotsika mutserendende (haa ndinofamba ndega)

Haa honde, haaa honde (iye ihereree)

Wotochena moyo kuti ngwerewere (haa ndinofamba ndega)

Ndiani waita mhere mhere? (hiya hiya hiya)

Kurwira nyama vane mavende (haa ndinofamba ndega)

Ndiani waita mhere mhere pamusha pano? (hee iyerere)

Kurwira nyama vane mavende (haa ndinofamba ndega mukoma)

Hanga yangu (hanga)

Ndakasungira dhibhura ndomene (hanga)

Hanga yangu (hanga)

Ndakanoteya dhibura ndomene (hanga)

Hanga yangu (hanga)

Ndakasungira dhibhura ndomene (hanga)

Hanga yangu (hanga)

Ndakanoteya dhibura ndomene

Aiwa (aiwa)

Aiwa (aiwa)

Aiwa (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa)

Aiwa (aiwa)

Aiwa (aiwa)

Aiwa (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa)

Aiwa (aiwa)

Aiwa (aiwa)

Aiwa (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa)

Kuchiva rumwe rudzi hurema (aiwa)

Mwana wemutema (aiwa)

Ucharamba uri mutema (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa)

Kuchiva rumwe rudzi hurema (aiwa)

Mwana wemutema (aiwa)

Ucharamba uri mutema (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa)

Hoyere hoyerendende (aiwa)

Hoyere hoyerendendewe (aiwa)

Hoyere hoyerendende muzukuru (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa)

200만 개 이상의 가사

다양한 언어로 된 노래

번역

모든 언어로 고품질 번역

빠른 검색

몇 초 만에 원하는 텍스트를 찾으세요